Used in other entries
“Kana mhuka yaka kora inenge ine mutumbi mukuru, nyama yacho iine mafuta.”
from -kora“Uyu munhu kana mhuka yakasimba, ine mutumbi mukuru.”
from ngarakata“Nyama mutumbi wemhuka kana shiri yaurayiwa, inenge yamirira kudyiwa.”
from nyama“Muviri wemunhu mutumbi wake wese, kubva kumusoro kusvika kutsoka.”
from muviri“Kana chinhu chakati rezu chinenge chakanamatira panhu, asi mutumbi wacho wese wakarembera.”
from rezu“mutumbi Chitunha kasadza kokupedzisira kupakurwa muhari kanoiswa pamusoro pomukonde wesadza.”
from chitunha