Used in other entries
“Nyama yakawanda madzira hainaki kudya.”
from dzira“Bhuru romusha rinourawa sechipirwa kuvadzimu, nyama yaro yodyiwa isina munyu.”
from chipirwa“Bere chipuka chinokara nyama.”
from chipuka“Kana ukati nyama dadabvu nameno, unenge waikakashura nokuti inenge yakaomarara.”
from dadabvu“Ku dadabvura nyama kuita yokubvarura nameno zvine simba nokuti inenge yakaomarara.”
from -dadabvura“Kana uchi dadzura nyama unenge uchiiruma nekuidambura zvine simba.”
from -dadzura