Used in other entries
“Kana munhu achi detemba anenge achitaura mazwi ane udzamu, achishandisa fananidzo, mizvambarara, mazita emadunhurirwa neumwe mutauro woungwaru kuti zvaanotaura zvinatsonzwikwa kana kunakidza.”
from -detemba“Kana munhu achitaura zvaka dzama anenge achitaura mashoko ane uremu.”
from -dzama“Iri izwi rinoshandiswa nemunhu achigangaridza anenge achitaura kuti asaenderere mberi nenyaya.”
from kwete“Kanha munhu achinzi ane chiki anenge achitaura mazwi ane ukasha kana kuti okutsvinya nguva dzose.”
from chiki“Nhingi izwi rinoshandiswa kana munhu akanganwa zita remunhu waanenge achitaura nezvake.”
from nhingi“Ichi chivakapakati chinoshandiswa kana munhu achitaura zviri kutoitika kana zvinogara zvichiitika.”
from -ngo-