Used in other entries
“Kwavaenda kwacho pane mutunhu asi netsoka panofambika zvapo.”
from -ika“rwendo Mufambo mutunhu wakareba pakufamba rwendo.”
from mufambo“Ku nhora kufamba mutunhu wakareba netsoka.”
from -nhora“Tinoshandisa papfupi kuratidza kuti hapana mutunhu murefu kubva panzvimbo iri kutaurwa nezvayo.”
from papfupi“Ku chikaira kufamba mutunhu wakareba kwenguva refu.”
from -chikaira