Browse Words
Shona Definition
Uyu munhu anoita basa rekupindura zvinhu zviri mune mumwe mutauro achizviisa mune mumwe. Basa remuturikiri rinoda munhu anenge achinyatsonzwisisa zvikuru mitauro inenge ichidiwa, kuti zvinhu zvibude zvakanaka.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“muturikiri”
from mupirikiri“Nechombo muturikiri wesvikiro.”
from nechombo