Used in other entries
“jinda Gurukota mutungamiri webazi rehurumende anorimiririra muparamende, uye ndiye anozivisa mutungamiri wenyika zviri kuitika mubazi rake.”
from gurukota“mutungamiri”
from nhungamiri“Sadunhu mutungamiri wemisha yakawanda, anenge ari pasi pashe asi ari pamusoro pasabhuku.”
from sadunhu“Gavhuna mutungamiri wedunhu.”
from gavhuna“Nyika inoda mutungamiri ane hurudzira kuti ibudirire.”
from hurudzira“Ari wose munhu, kana achinge akura, akaitwa mutungamiri kana kuti ari musoro wemhuri, haachatyi kurehwa kana kutsoropodzwa navanhu.”
from Munhu mukuru / kurehwa munda