DuraMazwi
Browse Words
Words

muviri

Shona Definition

Muviri wemunhu mutumbi wake wese, kubva kumusoro kusvika kutsoka. Munhu akanzi ane muviri zvinoreva kuti anenge ari mukobvu. Mwana uyu anenge akakarotodza baba vake kuita muviri.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries