DuraMazwiThe Comprehensive Shona Dictionary
Preserving and exploring the richness of the Shona language.
Discover words, proverbs, and idioms today.
Featured Content
Word of the Day
a
Definition
Iri ivaramwana rinodaidzwa richinzi a-a , riri pekutanga mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.
Tsumo of the Day
Atora chake haareteswi.
Definition
Munhu anotora chinhu chake nechisimba haafaniri kubvunzwa kuti azviitirei nokuti ndechake.
Trending Term
a
Definition
Iri ivaramwana rinodaidzwa richinzi a-a , riri pekutanga mubumbiro remavara anoshandiswa kunyora rurimi rweChiShona.