DuraMazwi
Browse Words
Words

mutumwa

Shona Definition

Mutumwa munhu anenge arayirwa neshoko kuti anoudza vanhu. Mutumwa mweya wakanaka unoendesa mashoko pasi kuvanhu achibva kudenga kuna Mwari.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries