DuraMazwi
Browse Words
Words

ahiwe

Shona Definition

Kana munhu ati ahiwe anenge achipa nyevero kuti munhu achenjerere zvaari kuita. Sekuru vakati ahiwe kumukadzi wavo akabva aziva kuti zvaaitaura zvaisavafadza.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.