Used in other entries
“Kana musikana aka dhingura mwoyo womukomana anenge aita kuti mukomana iyeye anzwe kumuda.”
from -dhingura“Iyi imari kana zvimwewo zvinhu zvinopihwa munhu anoziva nezvemhosva nanyakupara mhosva, achitiira kuti munhu iyeye asataure zvaanoziva panyaya iyoyo.”
from pfumbamuromo“Nhodzerwa kufanana kunoita mwana anenge azvarwa nemumwe munhu kana chinhu chaigara chakaonekwa namai vake mwana iyeye asati azvarwa.”
from nhodzerwa“Kana munhu achida kureva chaanoda kumukuru asizve, achifunga kuti chinhu chacho chingamutsamwisa, anowanzoreva achiita seanoda kuudza mwana asi achiitira kuti mukuru iyeye azvinzwe.”
from Kurezva mwana / kureva baba“Kureva chikwereti kumunhu asina chaainacho zvakafanana nokumhura nokusvora Mwari, sokuti ndiye Mwari akasika munhu iyeye.”
from Chadyiwa nomurombo / chadyiwa nashe“Murume kane achiri kuda mukadzi, hazvina mhosva kuti atsvinyirwa sei, anod2okera chete kumukadzi iyeye.”
from Varume twumbwanana, kurova twunodzokera.