DuraMazwi
Browse Words
Words

pfumbamuromo

Shona Definition

Iyi imari kana zvimwewo zvinhu zvinopihwa munhu anoziva nezvemhosva nanyakupara mhosva, achitiira kuti munhu iyeye asataure zvaanoziva panyaya iyoyo.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries