DuraMazwi
Browse Words
Words

nhodzerwa

Shona Definition

Nhodzerwa kufanana kunoita mwana anenge azvarwa nemumwe munhu kana chinhu chaigara chakaonekwa namai vake mwana iyeye asati azvarwa. Mumwe mukomana akasekesa vanhu, padare paakaramba mwana wake waainge akafanana naye zvikuru, achiti inhodzerwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.