Used in other entries
“Ndakazongomutengesera tsiru racho nemari yaaiva nayo iyoyo ndikati "Fumandiwe.”
from fumandiwe“Ku kungura kufunga nekusuwira chinhu chaunoda,asi iwe usingakwanisi kuchiita kana kuchiwana panguwa iyoyo.”
from -kungura“Maundo kurimwa kunoitwa minda muchirimo, vanhu vachigadzirira kuzorimazve minda iyoyo muzhizha.”
from maundo“Hweni maitiro anoratidza vagari venzvimbo kuti ari kutaurwa nezvake mutsva munzvimbo iyoyo.”
from hweni“Nhasi izuva ratinenge tiinaro panguva iyoyo.”
from nhasi“Kana munhu achishandisa chinhu chisiri chake kana kuti chinhu chokukumbira, akafanira kukurumidza nokuti anogona kuchitorerwa nomuridzi wacho panguva yaanenge achichishandisa iyoyo.”
from Chisi chako hachibatsiri / unodya wakaringa kumusuo