Used in other entries
“Mai vakati, "Durura mvura iyo undipe chigubhu chacho.".”
from -durura“Haumuzivi here Jojo uya wekufamba akakokonyara segudo, iyo iri siki.”
from -kokonyara“Kavha tebhuru iyo nejira iri.”
from -kavha“Mbada imhuka ine ruvara rwakada kuita seranjisi nezvidenderedzi zvitema, yakafanana nekatsi asi iyo iri hombe.”
from mbada“Iyi inguva iyo usiku hunenge hwakati ngwe kuchena, nokuti mwedzi unenge uchibuda uri denderedzi rizere.”
from jenaguru“Ingwe imhuka yesango, inenge katsi asi iyo iri huru, ine manyerekete machena nematema uye inouraya zvipfuwo nokutsunya nenzwara dzayo.”
from ingwe