Used in other entries
“Kuti fatata kufa kunyanya kana izvi zvangoerekana zvaitika vanhu vasingambofungiri.”
from fatata“Izvi ndezvaunoita nezvauri zvinoita kuti vanhu vangokukudza voga.”
from chiremera“Izvi zvisimwa zvinenge zvakamera mumutsetse asi zviri kure nakure.”
from daranganwa“Izvi ndezvakavandika zvinoudzwa munhu asi iye nyakuudzwa achitarisirwa kusazoudza vamwe.”
from chitsindidzo“Izvi zvinhu zvakawanda chaizvo.”
from makutukutu“Izvi zvirimwa zvakaita semuriwo kana chibage zvinomera pane zvimwe.”
from manhungirwa