Browse Words
Shona Definition
Kana uchi dhingura magetsi unenge uchitsenhura siwichi kuti magetsi achirega kushanda. Kana musikana aka dhingura mwoyo womukomana anenge aita kuti mukomana iyeye anzwe kumuda. Kana uka dhingura munhu ane chinzvimbo chake unenge waita kuti achisiye achachida. Vanhu vari pamusoro ndivo vanodhingurana pazvinzvimbo nguva dzose.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.