Used in other entries
“Kana zvinhu zviviri zvika dhivana , zvinenge zvasanganiswa izvo zvisingafaniri, sezvakaita upfu nomunyu.”
from -dhivana“Kana uchi demba unenge uchifunga zvaunoda asi izvo zvisipo.”
from -demba“Ku kohomedza kutaurira munhu chinhu uchiramba uchingodzokorora kuti anyatsozvinzwisisa, kuuitira kuti pasambove nemukana wekuti angazorega kuita izvo wamutaurira.”
from -kohomedza“Kare zvainzi izvo murume haafaniri kukudubura hari nokuti anozomera mazamu.”
from -kudubura“Iri izwi rinoshandiswa kuratidza zvinoitika, izvo zvanga zvisingatairsirwi pakadaro.”
from kana“Munhu inzwawo mazano evamwe urege kuzozvichema woti dai ndakaziva asi izvo zvinhu zvacho zvatoitika.”
from Munhu - munhu / chirema chinotungamira nzira