Browse Tsumo
Shona Definition
Kana munhu achida kureva chaanoda kumukuru asizve, achifunga kuti chinhu chacho chingamutsamwisa, anowanzoreva achiita seanoda kuudza mwana asi achiitira kuti mukuru iyeye azvinzwe.
English Translation
Someone with a grievance against an elder may scold a child within the elder's hearing, so that the elder picks up that the rebuke is really meant for him.
Cultural Context
“Recommends indirect criticism when dealing with elders who are quick to take offence.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.