Used in other entries
“Iri izwi rinoshandiswa pamunenge muchitengeserana, kana uchireva kuti nyakutenga wacho wanyanya kumurerutsira zvokuti iwe ndiwe waruza.”
from fumandiwe“Kana uchi dududza unenge uchifamba uchidzokera shure asi iwe wakatarisa kwauri kubva.”
from -dududza“Ku dzika chinhu kuve iwe unege watanga nacho.”
from -dzika“Chirango kungoita chinhu kuti ufadze vamwe, kunyange iwe zvisiri muhana mako.”
from chirango“Idambudzo guru kana ukarambwa nemudiwa wako iwe uchamuda.”
from dambudzo“Ku davira kuti kana wadaidzwa iwe wopindura kuratidza kuti wazvinzwa.”
from -davira