Dambudzo inyaya inenge ichikushusha mumwoyo mako, zvokuti haukwanisi kuwana rufaro. Idambudzo guru kana ukarambwa nemudiwa wako iwe uchamuda.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“dambudzo Gungudzo kudemba kukuru.”
“dambudzo”