Used in other entries
“Murume wokutaura dapitapi aiitisa vanhu basa raaifanira kuita iye.”
from dapitapi“Dzenga munhu anoita zvisingadiwi nevamwe, uye zvine unhubu mukati, asi iye asina basa nazvo.”
from dzenga“Iri igakava pakati pavanhu, umwe nomumwe wavo achida kuti zvaataura iye zvitevedzerwe.”
from chitehwekweverano“Munhu anonzi ari ku dededza kana achifamba achikurumidza asi iye aino tunhano tupfupi.”
from -dededza“Izvi ndezvakavandika zvinoudzwa munhu asi iye nyakuudzwa achitarisirwa kusazoudza vamwe.”
from chitsindidzo“Pandakangoedza kuti nditi chakati iye akabva angondigangaridza achingoti”
from kwete