Used in other entries
“Chirevo mashoko anotaurwa panguva imwe chete nomunhu kusvikira paanozororera, iwo aine zvaanoreva zvakakwana.”
from chirevo“Kana moto wa katuka unenge wangotanga kupfuta wakawanda kupinda zvawanga uchiita kare, iwo wambenge uri mushoma.”
from -katuka“Chigutsa chidzitsi chomuti chinosara pasi iwo watemwa.”
from chigutsa“Ku kanga kubika muriwo mumafuta uchipindura-pindura, iwo uchitsviririra.”
from -kanga“Urwu rudzi rwematombo akada kuita machena kana kutsvukuruka, anopenya iwo akaomarara.”
from musarasara“Muromo hausiri iwo unopa zvinhu asi kunotozoti kana chinhu ichi chavapo maoko ndiwo anozadzisa vimbiso iya.”
from Muromo inyore kuvhura / kupfiga unonetsa