Shona Definition
Chirango chinhu chakaoma kana kuti chinorwadza chinoitiswa munhu anenge akanganisa kuti apfidze. Chirango kungoita chinhu kuti ufadze vamwe, kunyange iwe zvisiri muhana mako. Ndakadya sadza ravatete zvechirango asi ini ndakanga ndakaguta. mutemo tsika
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Chirango chaakapiwa nomurairidzi chakamudumbira zvikuru.”
from -dumbira“Ndururani yokudyunga umwe muziso yakapuwa chirango chakaoma zvikuru.”
from -dyunga“Iyi itsika kana chirango chinoitwa muchechi, chekuti munhu akabhabhatidzwa ari mudiki achizotanga kuva nhengo izere.”
from chisimbiso“Ichi chirango chinoitwa nemukuwasha paanoendesa mudzimai wake kumusha kuna amai vake, kuti anosunungukira ikoko mwana wekutanga.”
from masungiro“Ku suma chirango chokuzivisa vanhu mafambisirwo achaitwa zvirongwa, asi kazhinji vachizviva havo nechekare.”
from -suma