DuraMazwi
Browse Words
Words

-davira

Shona Definition

Ku davira kuti kana wadaidzwa iwe wopindura kuratidza kuti wazvinzwa. Kana uchi davira mune zvimwe zvinhu unenge une chivimbo nazvo. Mufundisi akati wose anodavira muna Mwari achaponeswa. -vimba, -bvuma, -tendera .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.