Used in other entries
“Mumakwikwi omukombe iwoyo bedzi, Nyenganyenga akagohwesa kanokwana kasere kese.”
from ke-“Kana zvichinzi nhasi ku madambu zvinenge zvichireva kuti musi iwoyo hakuna chakanaka, vanhu vachanakidzwa zvekuti huya hande.”
from madambu“Sevanhu vemaricho kudai, tinongobhadharwawo maererano nekushanda kwatinenge taita musi iwoyo.”
from maererano“Kana mvura ichibvinza mumugomo inenge ichibuda nepakaburi kanenge kari pamugomo iwoyo.”
from -vhinza“Mukoho ndizvo zvinhu zvaunenge wawana pakurima kwaunenge waita mwaka iwoyo.”
from mukoho