Browse Words
Shona Definition
. Kana uchi dzika unenge uchibva pakakwirira uchienda pakaderera. -buruka hwenzvimbo. Mureza weZimbabwe wakadzikwa kekutanga. Ku dzika kufamba uchibva chamhembe uchienda maodzanyemba. Ku dzika chinhu kuve iwe unege watanga nacho. -varura . Kana gomba richinzi raka dzika rinenge rine udzamu hwakakura. Mugodhi wedu wakadzika zvokuti mvura yacho haiperi. Ku dzika mutemo kutara zvinofanira nezvisingafaniri kuitwa. Vapambevhu vaidzika mitemo youdzvanyiriri chete kuti vatema vasabudirira. Ku dzika mureza kutonga kana kutaridza utongi
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.