Used in other entries
“Vana vanga vachigwanya mazhanje nokuti vari kuda kupfimbika mambishi.”
from -gwanya“Ivo vatete vanga vava kutouyawo kuno ndokubva tangobatana.”
from ivo“Amai vanga vakagumbatira rusvava rwavo.”
from -gumbatira“Vanga vachikakavadzana nenyaya yejechetere pakati pevakadzi nevarume.”
from jechetere“-rumba, -tizira, -vanga .”
from -mhanya“Ku pesva kuita zvinhu zvinopedzisira zvaita kuti vanhu varovane kana kusawirirana, ivo vanga vachimbowirirana sehama kana shamwari.”
from -pesva