Kana vanhu vachi gwanya muchero vanenge vachiutema nematombo kana nemiti, uchidonha wakaibva neusina. Vana vanga vachigwanya mazhanje nokuti vari kuda kupfimbika mambishi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.