Used in other entries
“Vakomana vano ava ndivo vafudzi vemombe dzadya mumunda medu.”
from -no“Vanhu vano ukama hwouhwanamai ndivo vanonzwana nokuti havaitirani shanje yokugara nhaka kana ushe.”
from Ukama hwokwamai hahukanirwi nhaka“Kana une chaunoda kuziva, zvinobatsira kuti upiwe mazano navamwe vano ruzivo.”
from Mungwaru haati chandareva ndicho / asi benzi ndichandagwinyira