Browse Words
Shona Definition
Uku kuenzana kwemiti inenge iri pamwe chete, kana kuti zvimwewo zvinhu zvinenge zvakaungana. Uku kufanana kana kuenzana kwekodzero dzevanhu vese pamutemo. Vanga vachikakavadzana nenyaya yejechetere pakati pevakadzi nevarume.
English Translation
This is the equality of trees that are together, or other things that are gathered. This is the similarity or equality of rights for all people under the law. They were arguing about the issue of gender equality between women and men.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.