DuraMazwi
Browse Words
Words

-vanzarika

Shona Definition

Ku vanzarika kuita kuti chinhu chirare pasi zvinyoronyoro. Vanzarika mwana asamuka.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.