Browse Words
Shona Definition
Ku pesva kuita zvinhu zvinopedzisira zvaita kuti vanhu varovane kana kusawirirana, ivo vanga vachimbowirirana sehama kana shamwari. Ku pesva kubvisa marara kana hundi muzviyo kana nzungu, uchishandisa rusero. Kana munhu achi pesva vamwe anenge achivafurira kuita zvinhu zvinozovanetsa mangwana.
English Translation
To 'pesva' means to do things that eventually cause people to fight or disagree, even if they previously agreed like siblings or friends. To 'pesva' also means to remove chaff or husks from grain or nuts, using a winnowing basket. When a person 'pesva's' others, they are influencing them to do things that will cause them problems in the future.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.