Used in other entries
“Pandakawana basa vakandiudza kuti ndiuye ndakakopa zvitupa zvangu zvedzidzo, kuti ivo vagarewo nazvo.”
from -kopa“Vekuchipatara vanoti ivo murwere wekutsikwa nemota uya akazofira kusi kwehope.”
from kusi“Hembe iyi ndakaipihwa namainini nokuti ivo vasimba zvokuti havachaikwani.”
from Mukuwasha“Vachati vakahaya motokari yokuendesa kuchechi, sezvo ivo vakanga vasina yavo yaikwanisa kutakura vanhu vakawanda.”
from -haya“Mudyiwa munhu akapusa, anongopa kuvanhu vanenge vasina hanya naye zvinhu zvake, ivo vachitomuseka zvavo.”
from mudyiwa“Kana munhu achida kuti adiwe navamwe akafanira kutanga avataridza rudo kuti ivo vagozomupawo rwavo pazuva rinotevera.”
from (Mombe) Inonanzva / inoinanzvawo