DuraMazwi
Browse Words
Words

gurukota

Shona Definition

Uyu munhu anobatsira mambo kutonga nokumupa mazano. jinda Gurukota mutungamiri webazi rehurumende anorimiririra muparamende, uye ndiye anozivisa mutungamiri wenyika zviri kuitika mubazi rake. Tinotarisira kuti gurukota rezveutano ave munhu anozivawo nezvekurapa. jinda minisita 1a .

English Translation

This person helps the king to rule by giving him advice. jinda A government minister is the head of a government ministry, represents it in parliament, and informs the president of what is happening in his ministry. We hope that the Minister of Health will also be knowledgeable about medicine. jinda minister 1a .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.