Used in other entries
“Chinhu chi kuru ndechine muviri kana muturu muhombe, kana kuti chinozadza nzvimbo hombe, kana kuti chakakwirira kuenda mudengadenga.”
from -kuru“Chifombo munhu ane muturu mukuru, aine huma huru.”
from chifombo