Used in other entries
“Ku dzika mutemo kutara zvinofanira nezvisingafaniri kuitwa.”
from -dzika“Mutemo wechinomwe womuBhaibheri unoti usaita choupombwe.”
from choupombwe“mutemo tsika”
from chirango“mutemo”
from chirevo“Mutemo wenyika unorambidza vanhu kubata mhuka nomuteyo.”
from chiteyo“Vadzidzisi pavakanga vonyanya kuda zvekukwapura vana vechikoro hurumende yakabva yadzika mutemo wekuti hapana mudzidzisi anoranga mwana neshamhu.”
from -kwapura