Browse Words
Shona Definition
Uyu munhu anenge achibvumira mune zvimwe zvinhu. Mafata pavakauya muZimbabwe kareko, vaibvumira munhu anenge ari mutenderi muchiKristu chete kuti ave ndiye anopinda zvikoro zvavo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“mutenderi”
from mutendi