DuraMazwi
Browse Words
Words

mutengesi

Shona Definition

Uyu munhu anopa vanhu zvinhu zvaanenge achitengesa, mushure mekunge vamubhadhara. Uyu munhu anoudza muvengi maererano nezvamunenge maronga pachenyu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries