Browse Words
Shona Definition
Ku kwapura kurova munhu kana chimwe chipuka zvakasimba, zvisina tsitsi. Vadzidzisi pavakanga vonyanya kuda zvekukwapura vana vechikoro hurumende yakabva yadzika mutemo wekuti hapana mudzidzisi anoranga mwana neshamhu.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.