Browse Words
Shona Definition
Mukoma musikana kana mukomana mukuru kune mumwe mumba. ANTONYMS munin'ina Mukoma izwi rinosevenzeswa kuremekedza wese musikana kana mukomana, mukadzi kana murume anenge ari mukuru kwauri.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Mukoma nemunin'ina vane daka rokuti, kana kukwazisana chaiko, havakwazisani.”
from daka“Kana munhu ari mukoma, zvinenge zvakada kungofanana nekufa.”
from koma“Mai mukoma kana munin'ina wamai vakakubereka.”
from mai“Maiguru mukoma waamai.”
from maiguru“Mukoma wangu akakambira nhumbu isiri yake, akatoroora mukadzi wacho.”
from -kambira“Akati chibage gudu, akapa mukoma wake chimwe.”
from gudu