Used in other entries
“Kana musikana aka dhingura mwoyo womukomana anenge aita kuti mukomana iyeye anzwe kumuda.”
from -dhingura“Musoro wedhipeti wokuti, "Zviri nani kudzidzisa mukomana pano musikana", unoitisa nharo huru pakati pavakomana navasikana.”
from dhipeti“Mukomana akagumburwa achimhanya, ganda rose rikati dhomo kubva.”
from dhomo“Mukomana akati tutsotso dyore dyore ndokuvesa moto.”
from dyore dyore“Mukomana wokudzingwa chikoro aitisa mwana wavanhu pamuviri akagara pasi ndokuti dhu-u kufunga.”
from dhu-u“Mukomana akavandira njiva ichivaka dendere rayo notumiti chete.”
from dendere