DuraMazwi
Browse Words
Words

-kambira

Shona Definition

Ku kambira nyaya kungoerekana waipindira usati wanyatsoibata kana kunzwisisa kuti vamwe vari kuti chii. Ku kambira kungozvipa kana kuti kutora uchizviita muridzi wezvinhu zvisiri zvako. Mukoma wangu akakambira nhumbu isiri yake, akatoroora mukadzi wacho.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.