Used in other entries
“Kaputeni wetimu ndiye anogamuchidzwa mukombe kana timu yahwinha.”
from kaputeni“Uyu mukombe une kaburi pamubato wawo.”
from hunyakwose“Gengezha mukombe unenge wasakara.”
from gengezha“Iri idoro riya raunochengeta panhimbe, uchiti ukagashidzwa mukombe wodira mugaba rako, wozoenda naro kumba rawanda.”
from makomberwa“Ku chera kutora zvinhu panhu uchishandisa sezvakaita mukombe, ndiro kana kapu.”
from -chera“Kana munhu akawana mabiko kana kuti doro rebira rapera, ndokugopiwa mukombe wehwahwa mumwe zvawo wange wasara, haangaendi achiti haana kunwa hwahwa pabira apa.”
from Yatsika musheche / yanwa