Browse Words
Shona Definition
Iri idzivo guru rinosevenzeswa zvombo kuuraya vanhu. hondo Ichi chirwere chinouraya nenzira yekuti chinotorera muviri masimba awanga uinawo ekudzivirira kana kurwisa zvirwere.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Govedzi rinokupa mukondombera ukarara naro.”
from govedzi“mukondombera”
from shuramatongo“Ukarara nechifebe unogona kubata mukondombera.”
from chifeve“Sei pasina kana muporofita mumwe chete akagara afembera kuti kuchauya mukondombera?”
from -fembera