Used in other entries
“daka, chigumbu, bundu, rutodo.”
from mafi“Zvokungomirira kupiwa navamwe hazvibatsiri nokuti dzimwe nguva vanogona kukunyima zvokuti unobva waita daka navo.”
from Chomudura / hachienzani nechokupiwa“Kana munhu akatadzirwa nomutorwa haaiti daka rinoenda kure; asi kana akatadzirwa nehama, anoita mbengo dzinoyambukira kunyangwe kuvana vanyakutadza.”
from Ngozi nehama hazvisiyani“Ukanyimwa fodya unogona kuregerera nyakunyima asi kana ukanyimwa hwahwa unoita daka naye.”
from Fodya haina manenji semhamba