Used in other entries
“Kuti dudu kudzokera kumashure munhu akatarisa mberi.”
from dudu“Kana munhu achi dagaira anenge achifamba akaisa dumbu mberi, musoro uchinge wakarerekera shure zvine kuzvida mukati.”
from -dagaira“Ma dzeyo mazino makuru ari mberi, anoshandiswa pakutsenga.”
from dzeyo“Kana munhu achinzi aka dzidza anenge akasvika mberi mberi nechikoro uye akaverenga mabhuku apamusoro.”
from -dzidza“Musikana akabva angoti dekeshu paakaona rume raive muchuru chaive mberi kwake.”
from dekeshu“Basa riri rose rinotofambira mberi kana muridzi waro achirimiririra.”
from Chinokura choga isango / munda kukura huona tewe