Used in other entries
“beto veta Dova kunyorova kwepasi, asi mvura yambomira kunaya, kunogona kukudza mbeu.”
from dova“Iyi imvura yokupedzisira inonaya zvokuibvisa mbeu mumunda.”
from dumburamashanga“Chirindo kadumba kaduku keuswa kanovakirwa kumunda pakakwirira, kuti vanhu vakwanise kuona zvingada kudya mbeu zvichiri kure.”
from chirindo“Dura imba inochengeterwa mbeu dzakohwewa.”
from dura“dofo Dandara idara rinovakwa namatanda rine panogona kugarika pakakwirira panogona kurindwa munda munhu ari kana kuisawo mbeu.”
from dandara“Dhunduru ivhu rakaumbidzirwa, panodzvarwa mbeu dzakaita sembambaira.”
from dhunduru