DuraMazwi
Browse Words
Words

dudu

Shona Definition

Kuti dudu kudzokera kumashure munhu akatarisa mberi. Mbavha yakabva payakapaza ichiti dudu payakaona vanhu vouya.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries