DuraMazwi
Browse Words
Words

-dzidza

Shona Definition

Ku dzidza kutsvaga kunzwisisa zvinhu zvausina ruzivo rwakawanda nazvo. Ku dzidza bhasikoro kutaridzwa kana kufundiswa machovhero aunoriita usingapunziki. Ku dzidza kutsvaga zivo nenzira dzakasiyana- siyana. Kana wa dzidza unenge waitirwa zvimwe zvinhu zvinokurwadza usingafungiri. Pandakabirwa mari ndakadzidza kusavimba navanhu vandisingazivi. Kana munhu achinzi aka dzidza anenge akasvika mberi mberi nechikoro uye akaverenga mabhuku apamusoro.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.